Svetuka kuchirochemo

Nomwe

Kubva Wikipedia
7

Nomwe kana kuti Chinomwe inhamba inotevera nhanhatu iyo yoteverwa nesere.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyungwe inoti nomwe (n. seven) kureva nomwe. Izon inoti sọ́nọmà (n. seven) kureva nomwe.
  • Lingala inoti sambo (seven) kureva nomwe. VaGulu inoti mfungati (seven) kureva nomwe.
  • IsiZulu inoti isikhombisa (n. Seven). Mamwe mazwi: isikhombisa (Index-finger, forefinger; pointer, indicator). Fananidza nokuti chikombedzi?